Regrets Rot the Heart

Resource Description: 
Zita rangu ndinonzi Muchaneta ndinobva kuZimbabwe ndaka uya muno kuzotsvaga
basa,asi ndakaona zvakandiomera mukati mekurarama ndakati varume zviri nani kuti
ndihure zvangu. Zvakaoma kutsvaga basa munyika isiri yako usina mapepa akakwana
uyezve hapana chinouya ugere.Ndava nemakore maviri ndichishanda basa iri ndichigara
pane imwe hotera iriri muno muJoni.
Resource file: